Munyaradzi Lyrics – Jah Prayzah

Hee tsviriyo dzamara tasangana Wandigumbura Ndizvozvo dzamara tasangana (Wandigumbura) Ipapo pandaigara Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo Ipapo pataivata Dzimwe nguva tairumwa nemarize Zviri mberi taingobvunza mwari Mutemberi kumberi kunei? Kunyangwe mvura…

  • Reading time:2 mins read

Mukwasha Lyrics – Jah Prayzah

He Eeh He Eeh Kumura Ngovani Pfugama Nebvi Rimwetchete Motorova Gushu Mkwasha Denga Riye Rikatinhira Tirikuda Mbeu Neanorima Motoona Yekutamba Mkwasha Aaah Wondimutsa Nemutupo Gara Wangoziva Kuti Ndozviripo Kana Zvakunetsa…

  • Reading time:2 mins read

Ndoenda Lyrics – Jah Prayzah

Wasafi Records Ey yeahh hmmm Tu tuuruu tu tuu hmm Ooh baby mwagala Mwenzako jana sijalala I'm thinking about you (haaa) Mi mshamba wa mbagala Nikiwaza wa vipara Presha yaja…

  • Reading time:2 mins read

Gamuchirai Lyrics – Jah Prayzah

Zvakanaka, hatichadi kurunga mukaka Zvimwe tichareva tasangana Zvakadaro zvakanaka Zvakanaka, kunamwari tingori varanda Kutonga kwake hakuna mupanda Tochingoti zvakanaka, zvakanaka Chikomo chiye chakoromoka mambo haya, haya Chikomo chiye chakoromoka mambo…

  • Reading time:2 mins read

Asante Lyrics Lyrics – Jah Prayzah

Vamupore mukarwadziwa hurombo shuwa Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsira Sandi nyore kusimudza machinda woyee Mauya muri dzama dzama mototangaudzama inga zuva ravira Asante asante asante asante asante honde Vamwe vanongondikandira mabhanan'a…

  • Reading time:1 min read

Hokoyo Lyrics – Jah Prayzah

Makadiiko changamire Maita maugana Moita musarinya Asi tangai maudzana Hokoyo Dai wandirumbidza Kana ndakunakidza Nemutupo wakazara Nemashoko onogara Hokoyo Hwee ndoenda Vasikana ndoenda Hwee ndoenda Nemukombe ndoenda Hokoyo Vachakutsondoresa parukangara…

  • Reading time:2 mins read

Mwana WaMambo Lyrics – Jah Prayzah

Mwana WaMambo Akachengetwa Nehondo Anenge Ruva Riripasanzu rinobaya Kana Womupfimba Wopfimba Wakaringa Nzira Nekuti Hondo inouya Uripo Wakanotora Wega Mbeu YehuMambo Vachazokubvunza zuva remuripo Kana Womupfimba Wopfimba Wakaringa Nzira Nekuti…

  • Reading time:2 mins read

Nziyo Yerudo Lyrics – Jah Prayzah

Ndakuvaka musha, Asi hana inorova mama Hatichada kusasana, Inga nguva yatofamba mama Ndanyora nziyo, nziyo yerudoooo Nziyo yerudo Nziyo yerudo izere mibvunzo mama Hmmmm, nziyo yerudo Mibvunzo yacho inoda mhinduro…

  • Reading time:2 mins read

Tonight Lyrics – Jah Prayzah

Variko vanokonzera mvonga mupopoto Hameno vanokonzera pamuromo Anege abaiwa hameno ikoko Vatsvaga vatadza varonga dondo Tanzvenga majita tapinda mudondo DJ Tamuka, touch it touch it Anoramba achingokwenya marimba ndiani Tonight…

  • Reading time:3 mins read

Dzirere Lyrics – Jah Prayzah

Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo Achanamata ndiani Kana ndaenda Muchamira naniko (Ndaireva) Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo (Ndaireva) Achanamata ndiani Kana ndaenda Muchamira naniko Ndaireva, ndaimboreva Kura mwanangu uve gweta…

  • Reading time:2 mins read

Eriya Lyrics – Jah Prayzah

Dzika Eriya Inga ndiwe mutumwa wedenga Dzika Eriya, Dzika Dzika Eriya Dzika Eriya Inga ndiwe mutumwa wamambo Dzika Eriya, Dzika Dzika Eriya Dzika Eriya Darika uchinditakura Usasiye imanuwere makandiwa (Mutumwa…

  • Reading time:2 mins read

Miteuro Lyrics – Jah Prayzah

Baba! Tambirai Miteuro Yedu Chimanimani Yakayeredzwa Nemvura Takamirira Mhinduro Musi Waichadzika Mugamuchire Shoko Ratakatumira Baba! Tambirai Miteuro Yedu Chimanimani Yakayeredzwa Nemvura Takamirira Mhinduro Musi Waichadzika Mugamuchire Shoko Ratakatumira Baba! Tambirai…

  • Reading time:2 mins read