Ndabvunza Emanuwere Lyrics – Mambo Dhuterere

(Ini ndabvunza Emanuwere) Ndiregererei baba nekubvunzurudza kungodawo kuziva Idi zvirimo zvizere mumagwaro kuti takasikwa na Ishe Takasiikwa na Ishe ende takafanana Nashe Asi Lucifer haana kusika here vakafanana nayewo Nekuti…

  • Reading time:2 mins read

Kurira Mukundi Lyrics – Mambo Dhuterere

Kurira kurira Kurira mukundi kurira Kurira kurira Kurira mukundi kurira Chinondi vhiringa hutano panyika dzino kurangarira Kuti neramangwana ndichazoveiko Ndinotomborara msango ndichingoshanda Se ndiri nhapwa, ramangwa rijeke Shungu dzemoyo dzichingoti…

  • Reading time:2 mins read

Kubata Basa Lyrics – Mambo Dhuterere

Ahihi ndinorwirwa, neNgoni dza Emanuwero Rwendo rwuno ndapihwa simba Rekurova mhandu nhongonya Vandikandire matombo munzira Ndomanhonga ndovaka imba Vatumire zvishiri kumba, ndozviteya ndovesa moto Hakunai aneSimba kunyangwe remugungwa ringa kunda…

  • Reading time:2 mins read

Ndinzwei Mambo Lyrics – Mambo Dhuterere

Ndinokunamatai bba, Jaire samasimba Ndinokukumbirai baba Emanuwere ane Ngooni Ngoni dzenyu baba, dziputsirwe mandiri Ndoni dzenyu baba dziputsirwe mandiri Ndaatyora huso ndadana jerusariima Zarurai mazambara andindinzwe mchinda werugare Ndiye Mwari…

  • Reading time:2 mins read

Zvinonyadzisa Lyrics – Mambo Dhuterere

Shuwa here wafuratira, vana! Vanodanwa nemutupo wako kana Riri shavi chimbonyengetera Vana kusuwa nyama kuseva neishwa Asi muriko kubhawa murishoroma kugocha bhuru rese Izwawo moyo kudzimba uri munhu wani Mkadzi…

  • Reading time:2 mins read