Munyaradzi Lyrics – Jah Prayzah

Hee tsviriyo dzamara tasangana Wandigumbura Ndizvozvo dzamara tasangana (Wandigumbura) Ipapo pandaigara Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo Ipapo pataivata Dzimwe nguva tairumwa nemarize Zviri mberi taingobvunza mwari Mutemberi kumberi kunei? Kunyangwe mvura yekutambudzika Payaidzika nematama ndaivepo Kuva munyaradzi, ndini ndaive munyaradzi Kuva munyaradzi, ndini ndaive munyaradzi Akazondisiya ndirimo munhamo ndega Tokonyana,yanga tatokonyana Ko sei ko mwendamberi mayaure … Read more

Mukwasha Lyrics – Jah Prayzah

He Eeh He Eeh Kumura Ngovani Pfugama Nebvi Rimwetchete Motorova Gushu Mkwasha Denga Riye Rikatinhira Tirikuda Mbeu Neanorima Motoona Yekutamba Mkwasha Aaah Wondimutsa Nemutupo Gara Wangoziva Kuti Ndozviripo Kana Zvakunetsa Mwana Wangu Dzora Mkwasha Uchatenga Mombe Uchabaya Uchavhiya Uchapura Nyemba Uchadzura Nzungu Dziya Ende Baba Vati Vanoda Madhorofiya Wotomhanya Musango Mkwasha Pane Andibira Pombi Yemvura … Read more

Ndoenda Lyrics – Jah Prayzah

Wasafi Records Ey yeahh hmmm Tu tuuruu tu tuu hmm Ooh baby mwagala Mwenzako jana sijalala I'm thinking about you (haaa) Mi mshamba wa mbagala Nikiwaza wa vipara Presha yaja juu hmmm (aaah) Chunga usije nimwaga Nyama na tonge Miuno yakimakonde Nita tapatapa we ndo Chanda chema Wasokupendaga Waona dongee (ooh iyee) Mara bi shonde … Read more

Gamuchirai Lyrics – Jah Prayzah

Zvakanaka, hatichadi kurunga mukaka Zvimwe tichareva tasangana Zvakadaro zvakanaka Zvakanaka, kunamwari tingori varanda Kutonga kwake hakuna mupanda Tochingoti zvakanaka, zvakanaka Chikomo chiye chakoromoka mambo haya, haya Chikomo chiye chakoromoka mambo haya, haya Varume mvura yadeuka yairera nherera nherera iyi Vasikana mvura yadeuka yairera nherera Raiva denhe reruzivo mambo Mwedzi muchena chena chena wee Yanga iri … Read more

Asante Lyrics Lyrics – Jah Prayzah

Vamupore mukarwadziwa hurombo shuwa Datya kurinakurira warisimudzira wariyambutsira Sandi nyore kusimudza machinda woyee Mauya muri dzama dzama mototangaudzama inga zuva ravira Asante asante asante asante asante honde Vamwe vanongondikandira mabhanan'a na hokoyo Asante asante asante asante asante honde Zvese ndichanozvitaura kuma Messiah hokoyo Vanoda kuti ndigare ndiri razaro kukokota Pandinozoti ndirove ngoma uchanzwa vachi popota … Read more

Hokoyo Lyrics – Jah Prayzah

Makadiiko changamire Maita maugana Moita musarinya Asi tangai maudzana Hokoyo Dai wandirumbidza Kana ndakunakidza Nemutupo wakazara Nemashoko onogara Hokoyo Hwee ndoenda Vasikana ndoenda Hwee ndoenda Nemukombe ndoenda Hokoyo Vachakutsondoresa parukangara Vachakuvengera cheziya Vachakugumbura Pauchau ganidza pfuma Vachati unoroya Mwanangu uchaiona nhame yacho ichauya Pamuchakwira gomo mose muchinanaidzana Pamuchafamba munzira mwanangu Uchanzwa kurova kwehana Pauchaunganidza pfuma … Read more

Mwana WaMambo Lyrics – Jah Prayzah

Mwana WaMambo Akachengetwa Nehondo Anenge Ruva Riripasanzu rinobaya Kana Womupfimba Wopfimba Wakaringa Nzira Nekuti Hondo inouya Uripo Wakanotora Wega Mbeu YehuMambo Vachazokubvunza zuva remuripo Kana Womupfimba Wopfimba Wakaringa Nzira Nekuti Hondo Inouya Uripo Ende haudzirote Dzinorota vamwe haudzirote Uchatokungurutsa Dombo Regoridhe Ukadzamba dzamba (Zvaoma) Ukandandama (Zvaoma) Ukatsenga Mukanwa (Zvaoma) Iwe vanokanda miseve (Zvaoma) Ende hauridye … Read more

Nziyo Yerudo Lyrics – Jah Prayzah

Ndakuvaka musha, Asi hana inorova mama Hatichada kusasana, Inga nguva yatofamba mama Ndanyora nziyo, nziyo yerudoooo Nziyo yerudo Nziyo yerudo izere mibvunzo mama Hmmmm, nziyo yerudo Mibvunzo yacho inoda mhinduro Ah, nziyo yerudo Mhinduro dzacho mhinduro chaidzo mama Unogona kudzidzisa vana vangu rurimi rwaamai here? Hauzombo venga mai vangu kana hama dzangu here? Anonzi Yemi … Read more

Tonight Lyrics – Jah Prayzah

Variko vanokonzera mvonga mupopoto Hameno vanokonzera pamuromo Anege abaiwa hameno ikoko Vatsvaga vatadza varonga dondo Tanzvenga majita tapinda mudondo DJ Tamuka, touch it touch it Anoramba achingokwenya marimba ndiani Tonight Kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Tonight Kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more … Read more

Dzirere Lyrics – Jah Prayzah

Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo Achanamata ndiani Kana ndaenda Muchamira naniko (Ndaireva) Muchakura rinhiko Pamuchaguma kucheuka miridzo (Ndaireva) Achanamata ndiani Kana ndaenda Muchamira naniko Ndaireva, ndaimboreva Kura mwanangu uve gweta Sevamwe Ndaireva, Ndaimboreva Kura mwanangu, uve chiremba Ndidadewo Vanakomana ndinavo Ava Marombe Enzira Vanasikana ndinavo Vombeya, vozeya Chamakabata chamakasimudza Chandichadada nacho chii Zvandave hari yofanzirofa … Read more

Eriya Lyrics – Jah Prayzah

Dzika Eriya Inga ndiwe mutumwa wedenga Dzika Eriya, Dzika Dzika Eriya Dzika Eriya Inga ndiwe mutumwa wamambo Dzika Eriya, Dzika Dzika Eriya Dzika Eriya Darika uchinditakura Usasiye imanuwere makandiwa (Mutumwa wamambo) Dzika Eriya (Mutumwa) Darika uchinditakura Usasiye imanuwere makandiwa (Mutumwa wamambo) Dzika eriya (mutumwa) Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi Nemachinda toti areroya (Mutumwa wamambo) Dzika eriya … Read more

Miteuro Lyrics – Jah Prayzah

Baba! Tambirai Miteuro Yedu Chimanimani Yakayeredzwa Nemvura Takamirira Mhinduro Musi Waichadzika Mugamuchire Shoko Ratakatumira Baba! Tambirai Miteuro Yedu Chimanimani Yakayeredzwa Nemvura Takamirira Mhinduro Musi Waichadzika Mugamuchire Shoko Ratakatumira Baba! Tambirai Miteuro Yedu Vamwe Varere Vari Mutirongo Vasina Mhaka Vakamirira Mhinduro Musi Waichadzika Mugamuchire Shoko Ratakatumira Babaaa! Tambirai Miteuro Yedu Vamwe Varere Vari Mutirongo Vasina Mhaka … Read more